Shona
Ane mhamba ndoane chimera, yanhasi yapera.
The one who has yeast ready is the one who has beer; today's beer is finished.
Tsanagudzo
Munhu ane doro richiri kubikwa ndiye anonzi ane hwahwa asi uya ane riri kunwiwa achinzi rake ratopera. Vanhu vanotarisira betsero ichauya kupinda iya yavanenge vatoshandisa kare kana kuti vachangobva mukuishandisa.
What the Words Say
The one who has yeast ready is the one who has beer; today's beer is finished.
What It Means
People look forward to fresh favours while taking for granted what they have just had.