Shona
Aridza mhere atya
One who has called for help has surrended.
Tsanagudzo
akumbira ruregerero ari kuzvininipisa; Munhu anobvuma kukundikana. ; Munhu anoteterera akafugama achikumbira ruregerero anofanira kuregererwa nokuti izvi zvinoratidza kuti munhu wacho atya.
What the Words Say
One who has called for help has surrended.
What It Means
When one apologizes, they are showing remorse; When one acknowledges defeat or pleads for mercy, it indicates he is no longer prepared to pursue his argument or his fight.