Shona
Bofu rikati ndinokurova rinenge rine charakatsika; Bofu kuti uya tirwe hunge une charakatsika
When a blind man challenges you, because he is relying on something/ standing on a gun.
Tsanagudzo
Ukadenhwa nemunhu asina simba unofanira kuchenjerera nokuti zvimwe anenge ane chimwe chinhu chaari kuvimba nacho chingakukuvadze; Ukaona munhu achitangana nezvinhu zvaanoziva kuti zvingamupinza mungozi anenge aine chaanovimba nacho.
What the Words Say
When a blind man challenges you, because he is relying on something/ standing on a gun.
What It Means
A person can afford to be quite daring if he can rely on assets or safety measures which guarantee the good outcome of his ventures.