Shona
Chirema ndechine mazano, chinotamba chakazendama kumadziro; Chirema ndochave zano, chinotamba chakazendamira kumadziro
A lame man is clever; he dances while leaning against a wall.
Tsanagudzo
Munhu akapinda munhamo nematambudziko, anozochenjera chose chinhu chaanoita nechaanoreva achiedza kunzvenga matambudziko ekare ayop akamboona; Munhu anoziva kuti pane paanotairira kana kunetseka napo anoita mazano anoita kuti asakundikana mukuita zvinhu.
What the Words Say
A lame man is clever; he dances while leaning against a wall.
What It Means
Anyone with defects tries to conceal them using all possible ways.