Shona

Haitongwi yokunonoka, soro rakandwa.

No accusation is laid against a late comer as long as he shows up.

Tsanagudzo

Mhosva yokunonoka kusvika pane nzvimbo inodiwa haisiri huru kupinda yokusauya zvachose. Pakukokiwa, zviri nani kuti munhu anonoke zvake asi achizosvika pane kusauya zvachose.

What the Words Say

No accusation is laid against a late comer as long as he shows up.

What It Means

It is better to arrive late for an appointment than not to arrive at all. To be late for court is of no consequence as long as people do come for proceedings.