Shona
Kana benzi rako richidzana unopururudza; Benzi nderako kudzana kwaro unopururudza; Benzi kunge riri rako kudzana kwaro unopururudza
When your crazy person dances, you applaud; When your family's fool dances, you applaud him. ;Let a fool be your own (kin), his dancing you'll applaud
Tsanagudzo
Haufaniri kuramba zvinhu, vana kana hama dzako; Kana hama yako ichiita zvinoshorwa navanhu, iwe haumusvoriwo asi unomudzivirira uchiedza kumuisa munzira kwayo. Hapana mubereki angade kuti mwana wake ashorwe.
What the Words Say
When your crazy person dances, you applaud; When your family's fool dances, you applaud him. ;Let a fool be your own (kin), his dancing you'll applaud
What It Means
When you know the bad traits of someone you will not be offended when they do bad things; Usually people turn a blind eye to the blunders of their relatives and/or close associates in public but they will correct them in private.