Shona

Kufira bvupa risina mwongo mukati.

He sweated crushing a shin bone without marrow in it.

Tsanagudzo

Ibasa rinorema raunoshanda zvakasimbarara, wozoti waripedza rotadza nokukupa kamubairo kadukuduku zvako.

What the Words Say

He sweated crushing a shin bone without marrow in it.

What It Means

He that laboured hardest but for no reward.