Shona
Mandikurumidze akazvara mandinonoke
Too much speed breeds delay.
Tsanagudzo
Munhu haufaniri basa kana zvimwe zvinhu zvako uchimhanya-mhanya nokuti unorikanganisa zvinozoita kuti uridzokororezve nguva ichipera.
What the Words Say
Too much speed breeds delay.
What It Means
If you rush through things you may end up doing them wrong and thus take even longer than if you had taken your time; If you rush things you are likely to make mistakes. You may be forced to repeat your performance and waste a lot of time in the process.