Shona

Raita gonzo ragara pamukangesi

It’s a rat that is lodged in a corner.

Tsanagudzo

Kana munhu uine chinhu chako chikurukuru chaunodisa, haungamutadziri kana kuita zvingamushatirise nokuti unenge uchitya kuti chinhu chako chingazobva charova kana kuparadzwa.

What the Words Say

It’s a rat that is lodged in a corner.

What It Means

A person who has lent money to someone does not quarrel with him, because he may not be repaid. There is an English proverb which says, ”Lend your money and lose your friend”. In other words, if a person lends a friend money one will lose either the money or the friendship.