Shona
Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha, iwe muto uchiona.
Do not ask whether the meat is roasted when you see it is in gravy.
Tsanagudzo
Hazvina kufanira kuti munhu angobvunze nezvimwe zvinenge zviri pachena achiratidza kuzanzwisisa nekusaziva.
What the Words Say
Do not ask whether the meat is roasted when you see it is in gravy.
What It Means
It displays a person's foolishness when he enquires about things which are self-evident at a glance.