Shona

Rufu runoita wegondo, rinotora nhiyo richisiya mai vachichema.

Death is like an eagle which takes a chick leaving the mother hen mourning.

Tsanagudzo

Rufu haruzikananwi nguva yarunouya uye runorwadzisa nokuti runogona kungotora rusvava ruchisiya vakuru varipo.

What the Words Say

Death is like an eagle which takes a chick leaving the mother hen mourning.

What It Means

Death causes untold suffering because it strikes the most innocent ones.