Shona
Shumba ikarura inodya tsangadzi; Kana shumba ikashaya nyama inodya uswa; Kana shumba ikashaya nyama, inofura sora
When a lion has gone berserk, it eats couch gras. If a lion lacks meat it eats grass. When a lion fails to find meat it eats grass.
Tsanagudzo
Kana munhu ari padambudziko anenge asingachasarudzi anongotambira chero chaanenge apiwa kana kungokumba chose chaasangana nacho nepfungwa yekuti chinogona kumubatsira. ; Kana nhamo yasvika hapana saruro, munhu anongoita chose chose chero chichimubatsira kana kumuponisa kubva munhamo idzidzo.
What the Words Say
When a lion has gone berserk, it eats couch gras. If a lion lacks meat it eats grass. When a lion fails to find meat it eats grass.
What It Means
A hungry or desperate person is not choosy; he takes whatever comes his way. A drowning man grabs a straw. Beggars can't be choosers