Shona
tsanga imwe haikodzi shambakodzi
one single grain does not produce enough mealie-meal to thicken the sadza
Tsanagudzo
munhu ari mumwe chete haangashandi basa rakarongerwa vanhu vakawanda akaripedza ari oga
What the Words Say
one single grain does not produce enough mealie-meal to thicken the sadza
What It Means
many hands make work light