Shona
Tsenzi inogara yadziya
The honey-guide gets settled when it is satisfied.
Tsanagudzo
Kana munhu achisvika anosungirwa kuatanga aremekedza vakuru venzvimbo. Angaita izvi nekuombera, kuita tsika inenge ichitarisirwa munzvimbo iyoyo. Kuita izvi kunoita kuti munhu utambirwe novohwo ugogara pavari wakadekara.
What the Words Say
The honey-guide gets settled when it is satisfied.
What It Means
When you arrive at a place where people are gathered, you must observe certain rules of etiquette by first paying respect to the elders in the (social) group. Only after having done so are you considered welcome and made to feel at ease.