Shona
Tsvaru anodana tivhu.
A light stroke invites a heavy blow.
Tsanagudzo
Zviri nani kurega kutadzira munhu nyangwe napadoko nokuti zvinokonzera kuzotsividza kwake kukuru. Kana ukadenha munhu iye anokudzorera nokurwadzisa kwakanyanya.
What the Words Say
A light stroke invites a heavy blow.
What It Means
A slight provocation may result in a big clash.