Shona

Ushe hahuzvitongi.

Chieftaiship cannot rule itself.

Tsanagudzo

Munhu kuti anzi ishe zvinoda aine vanhu vari pasi pake vakawanda, zvakare vachivimbika.

What the Words Say

Chieftaiship cannot rule itself.

What It Means

A chief rules by the will of his people. The chief's position is dependant on the number of his followers.