Shona
Ane marengenya haadariki moto
One with tattered clothes must avoid the fireplace; A person in rags must not go across a fire.
Tsanagudzo
Murombo haafaniri kuda kuedzawo kuita zvinoitwa nevapfumi. Vapfumi vanogona kuita zvinhu vachiziva kuti hapana chinovawana asi murombo haangagoni kudaro nokuti zvinomupinza munhamo yaasingazokwanisi.
What the Words Say
One with tattered clothes must avoid the fireplace; A person in rags must not go across a fire.
What It Means
One must not come close to an obvious danger; Do not take risk when there is an obvious danger, eg. A man in debts should not join in gambling.