Shona
Hurudza inofa ichinzi inodya
The rich farmer dies being said to eat; An expert farmer may starve while his neighbours believe he has plenty.
Tsanagudzo
Kana munhu anozikanwa kuti mupfumi akange ava kushaya vanhu havabvumi kuti haachisina chinhu. Vanongoramba vachiti anazvo chete
What the Words Say
The rich farmer dies being said to eat; An expert farmer may starve while his neighbours believe he has plenty.
What It Means
A person once rich will not be credited with being poor; Peeople will never believe that a once well-to-do man can become a destitute.