Shona
Apunyaira haashaye musodzi
One who has become emotionally upset does not lack tears; One who has worked himself up will not lack tears.
Tsanagudzo
Munhu akashingirira pane zvose zvaanoita anototi abudirire chete. Hapana chinowanikwa nemunhu ane anenge asina chaaita kana ane unyope.
What the Words Say
One who has become emotionally upset does not lack tears; One who has worked himself up will not lack tears.
What It Means
If you persevere in attempting something you will reap a reward sooner or later. ; Exertion brings some reward