Shona
Mukwasha mukuyu haaperi kudyiwa; mukwasha muonde hauperi kudyiwa
The son-in-law is a fig tree; he never stops being eaten.
Tsanagudzo
Mukwasha haaregere kubatsira nekuti akapedza kuroora; Mukuwasha anovimbwa naye kuti abatsire tezvara nguva dzose. Zvakare haatarisirwi kubva apedza roora rose nguva imwe chete anoita achibvisa zvishoma nezvishoma.
What the Words Say
The son-in-law is a fig tree; he never stops being eaten.
What It Means
The son-in-law should be prepared to help his in-laws.