Shona
Kuseka tezvara, kuseka wabvisa pfuma.
When you ridicule the in-laws it means you have paid lobola.
Tsanagudzo
Kana waona munhu anokibatsira nguva nenguva muitire zvaunoziva kuti ndizvo zvinofadza moyo wake.
What the Words Say
When you ridicule the in-laws it means you have paid lobola.
What It Means
If you wish somebody to help you in any undertaking you had better get him on your side by first doing him a favour.