Shona
Avare mvura ichade kunaya; Wazarira bako mvura ichada kunaya
A person has run away just as it is about to rain
Tsanagudzo
Kushora chinhu chinokubatsira uchifunga kuti nhamo yapera nyamba ichipo.
What the Words Say
A person has run away just as it is about to rain
What It Means
A person who gives up just when his efforts are about to bear fruits.