Shona

Chawawana idya nehama mutorwa ane hanganwa

What you have found eat with relatives a stranger is forgetful; What you have found eat with relatives; a stranger easily forgetsful.

Tsanagudzo

Anopa hama haana kurasikirwa nekuti rimwe zuva achazoendawo kuhama yaakambopa iya kuti imupewo; Munhu unofanira kugarobatsirana neveukama hwako kana vari pedyo newe nokuti paunosangana nenjodzi ndivo vanokubatsirawo.

What the Words Say

What you have found eat with relatives a stranger is forgetful; What you have found eat with relatives; a stranger easily forgetsful.

What It Means

Maintain good relations with your relatives, because strangers abandon you when you need help; Once you have given yourself to an ardous task, you must not be deterred by any inconvenvience.