Shona
kuraira mwana muduku muraire odzoka
he that should advice a child and gets himself followed up, let him do it after the child had fallen into danger
Tsanagudzo
kuti munhu akuteerere pakumudzivisa kwako kuti arege kuramba achiita chinhu chakashata, chine njodzi, muudze mushure mekunge achiita chamukuvadza
What the Words Say
he that should advice a child and gets himself followed up, let him do it after the child had fallen into danger
What It Means
bitter experience is the remedy to avoid danger