Shona
Moyo muti unomera paunoda
The heart is like a tree, it germinates where it likes.
Tsanagudzo
Moyo unofanana nemuti here pakuti mimwe miti haimeri kune mamwe matunhu; kuita zvinhu zvinofadza moyo wako kwete weumwe.; Munhu ane maruramiro ekusarudza kuita zvinomufadza iye pachake, kunyangwe vamwe vachichiona sechakaipa.
What the Words Say
The heart is like a tree, it germinates where it likes.
What It Means
People make their own choices that please their own tastes and resent inteference in their private affairs.