Shona

Dai pakanga pasina nyimo makunguo aizodyei?

If there were no ground-peas what would the crows eat? If there were no round nuts, what would the crows eat.

Tsanagudzo

Chinhu chikuru kumunhu chokuti kana chichinge chisipo munhu haangagoni kurarama kana kubudirira; izvi zvinonyanya kuitirwa tsimbe kuti dzive neshungu yokushanda.

What the Words Say

If there were no ground-peas what would the crows eat? If there were no round nuts, what would the crows eat.

What It Means

A proverb addressed to a rejected suitor, 'If I were not here you would have found another girl to woo ; Water is the span of life.