Shona

Hapana nyika isina guva

There is no area without a grave.

Tsanagudzo

Munhu ngaasatya kuenda kune imwe nzvimbo itsva achitya kuti angandosangana nematambudziko ikoko nokuti nhamo dzinogona kuwira munhu ari pamusha pake dzinongomuwira nyangwe ari kune imwe nzvimbo itsva.

What the Words Say

There is no area without a grave.

What It Means

Problems can befall a person everywhere/anywhere. There is no basis for fearing to embark on new exploits because problems are found in anything you might think of doing because they are part of life.nThey can befall you anytime.