Shona
Chiri mumoyo chiri muninga
What is in the chest is like something in a cave.
Tsanagudzo
Hapana mazivire angaita vanhu zviri muhana memunhu kana asina kuzvireva iye.
What the Words Say
What is in the chest is like something in a cave.
What It Means
What’s in the heart is hidden; People cannnot read anyone's thoughts unless he reveals them.