Shona

Chisi hachieri musi wacharimwa

Failure to observe the traditional day of rest is not punishable on the day of violating it (ploughing).

Tsanagudzo

Kusaranga munhu musi waatadza asi kusvika musi wakakodzera kumuranga; zvinhu zvakanaka kana kuipa hazvivi nemibayiro yazvo pakarepo, zvinooneka mushure menguva; chakabva hachibudi musi wachaitwa, chinozobuda nekufamba kwenguva.; Zvingatora nguva mupari wemhosva asina kurangwa asi murango uchizouya hawo mune ramangwana.

What the Words Say

Failure to observe the traditional day of rest is not punishable on the day of violating it (ploughing).

What It Means

The consequences of bad behavior are not immediate, but they will come; One is not punished for violating standing rules and regulations at the time of commiting the acts, but his sins will catch up with him eventually.