Shona
Chiutsi hachipfungairi pasina moto.
Smoke does not arise where there is no fire.
Tsanagudzo
Vanhu kuti vazosvika pakunanga munhu kuti ndiye akapara mhosva vanenge vaine zvavaona.
What the Words Say
Smoke does not arise where there is no fire.
What It Means
It is very rare for people to link someone with a crime they would have not committed.