Shona
Kunzi musikana kana kuti mukomana ari apa, kudya.
One is/comes to be called a girl or a boy if one is properly fed.
Tsanagudzo
Munhu wose anofanira kusevenza kuti awane kudya nokuti munhu wose anofanira kuti kudya ndiko kunopa upenyu.
What the Words Say
One is/comes to be called a girl or a boy if one is properly fed.
What It Means
People always need food. Thus, we must always work hard in order to have sufficient food.