Shona

Kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma; Kurera imbwa nemukaka, mangwana inofuma yokuruma; Kurera imbwa nomukaka / mangwana inofuma yokuruma

When you nourish a dog with milk, it will bit you tomorrow. Bring up a dog on milk / it will bite you first thing the next day. If you bring up a dog with milk, it will bite you tomorrow.

Tsanagudzo

Iyi tsumo inowanzoitirwa vanhu vaya vanombochengetwa zvakanaka asi kana vakura kana kubva mumatambudziko havazoyeuki kuti vakambobatsirwa; Dzimwe nguva kana munhu ukabatsira mumwe anenge ari pamatambudziko unogona kuzozvidemba mune ramangwana munhu uya ava kukutsindika.

What the Words Say

When you nourish a dog with milk, it will bit you tomorrow. Bring up a dog on milk / it will bite you first thing the next day. If you bring up a dog with milk, it will bite you tomorrow.

What It Means

Trust is the mother of deceit. In other words, to be so naïve as to be generous to a friend who later betrays you. One may spoil others by over-indulgence. A person who helps another may be disheartened when that person turns against him.