Shona
Matende mashava anoshaisha/anovavisa doro; Matende mashava huvazva mupeta; Matende mashava anovazva doro
Red calabashes make beer sour.; Pretty calabashes sour the beer
Tsanagudzo
Zvinhu zvinoratidzika sezvakanaka nemeso asi izvo zvakaipa.; Vanhu vanoratidza sokunge vakanaka hakasi kazhinji kuti tsika dzavo dzive dzakanaka; zvinhu zvinobwibwinya handi kazhinji kuti zvive zvinhu zvinokosha
What the Words Say
Red calabashes make beer sour.; Pretty calabashes sour the beer
What It Means
Outside appearance is deceptive. There may be serious character defects in a good looking person.; Attractive appearances conceal inner flaws. All is not gold that glitters