Mugoni wepwere ndoasinayo
The challenges faced by a parent are only escapable if you are not a parent; The (best) disciplinarian (for children) is one without children.
Tsanagudzo
Hapana munhu angaggone kuti vana vadiki varege kushereketa asi munhu asina mwana ndiye angadadire nekuitira vana vevamwe runya nekuti iye anoziva kuti haana mwana anozotadzirawo vamwe. Kana munhu asina mwana anofunga kuti iye angagona kurayira vana nokuvadzidzisa tsika dzakanaka. Asi vabereki vose vane vana vanonyatsoziva kuti misikanzwa yepwere haina mugoni
What the Words Say
The challenges faced by a parent are only escapable if you are not a parent; The (best) disciplinarian (for children) is one without children.
What It Means
The challenges faced by a parent are only escapable if you are not a parent; People without children often claim to be able to rear and discipline children. Those with children know only too well how difficult it is to control them.