Shona

Muroyi ndishe.

A witch is a chief.

Tsanagudzo

Muroyi anongoita madiro hapana anomutonga saishe nokuti anovimba nehuroyi uye vanhu vanomutya.

What the Words Say

A witch is a chief.

What It Means

A witch acts as if she is above the law because she is greatly feared. She , therefore, behaves like a despotic chief.