Shona
nguva ndimaenzanise, mucheche akagumisidza ava mutana.
time is the rider that breaks youth into old age.
Tsanagudzo
zvinhu zvose zvinotanga zvichiri zvitsva zvinozoguma zvasakara nekufamba kwenguva.
What the Words Say
time is the rider that breaks youth into old age.
What It Means
time works on all things.