Shona
Ukadzinga tsuro mbiri imwe inopunyuka
If you chase two hares at the same time one will escape.
Tsanagudzo
Zviri nani kunangana nechinhu chimwe chete panguva imwe chete pane kuda kuita zvinhu zviviri panguva imwe chete nokuti unogona kusabudirira pane zvose.
What the Words Say
If you chase two hares at the same time one will escape.
What It Means
A man who pursues two projects at one goal is unlikely to finalise any of them.It is advisable to embark on one project at a time.