Shona

Ziso rimwe harina ukomba

One eye does not make for a striking appearance.

Tsanagudzo

Munhu haafaniri kuvimba nechinhu chimwe chete nokuti chinogona kurasika, kusashanda kana kukuvara ukasara usina kana chinhu.

What the Words Say

One eye does not make for a striking appearance.

What It Means

Do not rely upon one item because it can get lost or spoit to such an extent that you will have nothing left to rely upon.