Shona
Mungozva haabikiri vamwe sadza.
A woman who has just given birth does not cook food for others.
Tsanagudzo
Kana munhu ane katenda kake ngaataramuke kubva pana vanhu nokuti angangozovazadza nako. Zvekare, munhu ane imwe tsika inokwikwidzana namagarire echivanhu anofanira kuiitira kwake oga.
What the Words Say
A woman who has just given birth does not cook food for others.
What It Means
Whenever a person displays strange and therefore unpopular behaviuor, people shun his company.