Shona
Chada moyo hachikoni, nokuti moyo chiremba.
The heart's wish is never foiled because the heart is like a doctor.
Tsanagudzo
Kana chinenge chada mwoyo munhu haangachirambi. Kana munhu akadzimara ati tsukutu nechinhu chaanoda, anosarudza kufa pane kuti chinhu ichocho chikone.
What the Words Say
The heart's wish is never foiled because the heart is like a doctor.
What It Means
Love is all powerful. It will compel a person to attempt even the impossible.s