Shona
Uta hwunopiwa magovere okukanda miseve.
Bows and arrows are given to the best shooters.
Tsanagudzo
Munhu ane njere dzokugona kuita zvinhu ndiye anopiwa mukana wokuita zvaanogona kuita kuti zvinhu zvinake.
What the Words Say
Bows and arrows are given to the best shooters.
What It Means
Better chances are given to the industrious workers.