Shona
Chinokokwa rugare, rufu runozvikoka.
Wealth is invited but death comes on its own/invites itself.
Tsanagudzo
Pfuma inotoita zvekushandirwa asi rufu kana kurasikirwa kunongouya munhu asingadi.
What the Words Say
Wealth is invited but death comes on its own/invites itself.
What It Means
The road to affluence is long and ardous, yet to die or to become poor is as easy as sliding down a slope.