Shona
Chiripo chiripo ndarira imwe hairiri
There must be cause , one brass wire does not tinkle.
Tsanagudzo
Chinhu chose chakanaka nechakaipa chine mavambiro acho nezvinokonzera kuti zvidaro. Hapana chinongotanga nokuitika pasina chakonzera; Chinhu chose chine mavambiro uye chinotoitika nekuda kwechikonzero. Hapana chinhu chingangoitwa pasina honzeri.
What the Words Say
There must be cause , one brass wire does not tinkle.
What It Means
Everything that happens has a cause; nothing just happens by chance.