Shona

Kutanda imbwa, ikandire hona.

In order to chase a dog away throw it a bone.

Tsanagudzo

Kana munhu achinetsa nekunyanya kukumbira ingomuoa zvishoma zvezvaanenge achikumbira kuti arege kuramba achikunetsa zvakare.

What the Words Say

In order to chase a dog away throw it a bone.

What It Means

When somebody pesters youy with requests, you better grant him one or another so that he depart from you in peace.