Shona
Imbwa nyoro ndidzo tsengi dzematowo
(Seemingly) humble dogs are the ones that eat the hides
Tsanagudzo
Vanhu vanoita sevakanyarara ndivo vanoita zvinhu zvakakomba zvavanenge vasingafungidzirwi kuti vangaita.
What the Words Say
(Seemingly) humble dogs are the ones that eat the hides
What It Means
The innocent looking people do very bad things under the cover of their meek and gentle appearance. ; The innocent looking people are often the guilty
Related Proverbs
number 39