Shona

Kwadzinorohwa matumbu ndokwadzinomhanyira

Where they are beaten on the abdomen (killed), that is where they flock again.

Tsanagudzo

Vakadzi vanowanzomhanyira kuroorwa nevarume vanoshusha; munhu anonetsa asi asingakuvadzi ndiye anowanzomhanyirirwa; Kazhinji vanhu vanomhanyira kuita chinhu chinenge chichikuvadza kana kuti chichirambidzwa. Vkadzi vanowanzoda murume anenge aine mbiri yekushusha vakadzi, kurova, nehumwe uipi hwose.

What the Words Say

Where they are beaten on the abdomen (killed), that is where they flock again.

What It Means

Some peope insist on doing things which they fully know are harmful for them. Women are still willing to marry a brutal man, even though he has divorced wife several other women.