Shona
Matanda masairirwa, unosiya nerakaora; Matanda masairirwa unosiya nerine muchenje; Matanda mayererwa unorekera nevokoto
Standing logs are tested; you leave the one eaten by white ants.
Tsanagudzo
Kana munhu achitya kuedza nekuti anotya kukundikana, haagoni kuziva kukosha kana kunyorova kwechinhu ichocho. Saka munhu haafaniri kutyira kure; Kune zvinhu zvinogotyisa mumaziso avanhu asi zviri nyore kuzviita.
What the Words Say
Standing logs are tested; you leave the one eaten by white ants.
What It Means
Don't judge a book a book by its cover; Many a task or abstacle at first looks forbidding; but once we have had a try at it we are able to face it.