Shona

Tsimba kaviri kurwa nomukadzi wousipo; Isimba kaviri, kurwa nomukadzi wousipo.

It takes double the energy to fight a wife of someone absent.

Tsanagudzo

Usatadzira chinhu chomunhu anenge asipo nokuti panouyira muridzi wacho anonyunyuta.; Tsumo iyi inowanzoitirwa vanhu vavarume kuti vasarwe navakdzi vavaridzi kana varume vacho vasipo nokuti kana angosvika akanzwa kuti mukadzi wake akarwiswa, hapangavi nechakanaka

What the Words Say

It takes double the energy to fight a wife of someone absent.

What It Means

Do not try to force an issue or start fighting with somebody whose interests are bound up with relatives or friends; otherwise you will have to face not one but a host of enermies taking revenge on you.