Shona

une jira ndeane rushakadza, ane idzva akariwana meso atsvuka

he that has an old blanket should be content for it takes hard work and long time to buy a new one

Tsanagudzo

munhu ane nhumbi yavev tsaru anofanira kugutsikana nayo nokuti kuwana nhumbi itsva kunotora nguva refu

What the Words Say

he that has an old blanket should be content for it takes hard work and long time to buy a new one

What It Means

an old tool is as much as uselful as a new one