Shona

Kubaya tange hama kuti vatorwa vakutye.

Kill first your relatives so that strangers may fear you.

Tsanagudzo

Kuti ugone kuraya vamwe vanhu voruzhinji vokunze unofanira kutanga waraya vemba yako kuti vamwe vokunze nevoruzhinji vaone kuti zvaunotaura unozviita kumba kwako; Vamwe vanhu vanokuterera kana ukatanga kurayira veimba yako nokuti vanenge vaona kuti kunyangwe vari pedyo newe vanosungwa nomurau mumwe chete.

What the Words Say

Kill first your relatives so that strangers may fear you.

What It Means

You earn respect as an impartial superior when your subjects get to know that even your close associates and relatives are expected to follow your rules.